Eksodo 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Mukunda waFarao paakakudubura tswanda iyi akaona mune mwana mucheche akanga achichema. Akamunzwira tsitsi akati, “Mwana uyu mwana womuHebheru chete.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akaizarura, akaʋona mŋana, mŋana wecikomana, ʋonei unocema. Akamunzwira ŋgoni, akati: Ndomumŋe waʋana ʋaʋaHeberu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Akaizarura, akona mwana, mwana wechikomana, onei anochema. Akamunzwira ngoni, akati, “Ndomumwe wavana vavaHebheru.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mukunda waFarao paakakudubura tswanda iyi akaona mune mwana mucheche akanga achichema. Akamunzwira tsitsi akati, “Mwana uyu mwana womuHebheru chete.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akaizarura akaona mwana. Akanga achichema, uye akamunzwira tsitsi. Akati, “Uyu ndomumwe wavana vavaHebheru.” Ver Capítulo |