Eksodo 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Nokufamba kwamazuva mambo weIjipiti akafa. VaIsiraeri vakaramba vachidandaura nenhamo youranda. Vakachema vachida kununurwa. Kuchema kwavo nhamo youranda kwakasvika kudenga kuna Mwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, mambo weEgipita akafa; ʋana ʋaIsraeri ʋakagomera nokuɗa kwoʋuranda bgaʋo, ʋakaɗanidzira, kuɗanidzira kwaʋo kukaȿika kunaMŋari nokuɗa kwoʋuranda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa, vana vaIsiraeri vakagomera nokuda kwouranda hwavo, vakadanidzira, kudanidzira kwavo kukasvika kuna Mwari nokuda kwouranda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Nokufamba kwamazuva mambo weIjipiti akafa. VaIsiraeri vakaramba vachidandaura nenhamo youranda. Vakachema vachida kununurwa. Kuchema kwavo nhamo youranda kwakasvika kudenga kuna Mwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvino makore mazhinji akati apfuura, mambo weIjipiti akafa. VaIsraeri vakagomera muutapwa hwavo uye vakachema, kuchemera rubatsiro rwavo nokuda kwoutapwa hwavo kukakwira kuna Mwari. Ver Capítulo |