Eksodo 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kuʋakunda ʋake: Ɀino uripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Muɗanei, adye ɀokudya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Akati kuvakunda vake, “Zvino aripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Mudanei, adye zvokudya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akabvunza vanasikana vake akati, “Aripiko? Mamusiyirei? Mudanei, auye azodya.” Ver Capítulo |