La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mudzimai wake akava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Paakaona kuti mwana wake mwana akanaka kwazvo, akamuhwandisa kwemwedzi mitatu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mukadzi akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana; ɀino wakati aciʋona kuti mŋana wakanaka, akamuʋanza mŋedzi mitatu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Mukadzi akava nemimba, akabereka mwanakomana; zvino akati achiona kuti mwana akanaka, akamuvanza mwedzi mitatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mudzimai wake akava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Paakaona kuti mwana wake mwana akanaka kwazvo, akamuhwandisa kwemwedzi mitatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 uye mukadzi uyu akava nemimba akabereka mwanakomana. Paakaona kuti akanga ari mwana akanaka, akamuvanza kwemwedzi mitatu.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 2:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios