La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mosesi naAroni vakaenda kuna Farao vakandoti, “Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru, ‘Iwe ucharamba kuzvirereka kwandiri kusvikira riniko? Rega vanhu vangu vaende vandondinamata

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Mosesi naAroni ʋakapinda kunaFarao, ʋakati kwaari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Ucaramba kuɀininipisa pamberi paŋgu kuȿikira riniko? Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Mosesi naAroni vakapinda kuna Farao, vakati kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru, ‘Ucharamba kuzvininipisa pamberi pangu kusvikira riniko?’ Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mosesi naAroni vakaenda kuna Farao vakandoti, “Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru, ‘Iwe ucharamba kuzvirereka kwandiri kusvikira riniko? Rega vanhu vangu vaende vandondinamata

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakandoti kwaari, “Zvanzi naJehovha: Mwari wavaHebheru, ‘Uchasvika riniko uchiramba kuzvininipisa pamberi pangu? Rega vanhu vangu vaende kuti vanondinamata.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 10:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios