Danieri 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 ‘Zvikara zvina zvikuru izvozvi, madzimambo mana achamuka panyika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mhuka idzi huru, idzo inna, ndiwo madzimambo manna acamuka panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ‘Zvikara zvina zvikuru izvozvi, madzimambo mana achamuka panyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 ‘Mhuka huru ina ndidzo umambo huna huchamuka panyika. Ver CapítuloShona BIBLE17 Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika. Ver Capítulo |