Danieri 6:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Mambo akatema chirevo, varume vaya vaipomera Dhanieri mhosva vakabva vauyiwa navo vakakandwawo mugomba reshumba, ivo navana vavo pamwechete navakadzi vavo. Vasati vatombosvika pasi pegomba iroro shumba dzakavaita dzakurira dzikapwapwanyura mapfupa avo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ipapo mambo akaraira, ʋakaʋuya naʋaya ʋanhu ʋakaŋga ʋapomera Danieri, ʋakaʋawisira mugomba reshumba, iʋo, naʋana ʋaʋo, naʋakadzi ʋaʋo; shumba dzikaʋakunda, dzikavuna‐vuna mafupa aʋo, ʋacigere kuȿika pasi mugomba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Ipapo mambo akarayira, vakauya navaya vanhu vakanga vapomera Dhanieri, vakavawisira mugomba reshumba, ivo, navana vavo, navakadzi vavo; shumba dzikavakunda, dzikavhuna‐vhuna mapfupa avo, vachigere kusvika pasi mugomba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mambo akatema chirevo, varume vaya vaipomera Dhanieri mhosva vakabva vauyiwa navo vakakandwawo mugomba reshumba, ivo navana vavo pamwechete navakadzi vavo. Vasati vatombosvika pasi pegomba iroro shumba dzakavaita dzakurira dzikapwapwanyura mapfupa avo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mambo akarayira kuti varume vakanga vapomera Dhanieri varwiswe, uye kuti vakandwe mugomba reshumba, pamwe chete navakadzi vavo navana vavo. Uye vasati vasvika pasi pegomba, shumba dzakavakurira dzikapwanya mapfupa avo ose. Ver CapítuloShona BIBLE24 Ipapo mambo akarayira, vakauya navaya vanhu vakanga vapomera Dhanieri, vakavawisira mugomba reshumba, ivo, navana vavo, navakadzi vavo; shumba dzikavakunda, dzikavhuna–vhuna mapfupa avo, vachigere kusvika pasi mugomba. Ver Capítulo |