Danieri 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo mambo Bherishaza akashushikana chaizvo mumwoyo akasanduka uso madzishewo ake zvakavaputsa musoro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino mambo Bershazari akatambudzika kwaɀo, ciso cake cikashanduka maari, namadzishe ake akakaŋganiswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino mambo Bheshazari akatambudzika kwazvo, chiso chake chikashanduka maari, namadzishe ake akakanganiswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo mambo Bherishaza akashushikana chaizvo mumwoyo akasanduka uso madzishewo ake zvakavaputsa musoro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka Mambo Bherishazari akanyanya kutya uye uso hwake hukanyanya kutsvukuruka. Makurukota ake akakanganisika. Ver CapítuloShona BIBLE9 Zvino mambo Bheshazari akatambudzika kwazvo, chiso chake chikashanduka maari, namadzishe ake akakanganiswa. Ver Capítulo |