La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mambo akasanduka uso, pfungwa dzikamunetsa mumwoyo, makumbo akarukutika, mabvi ake akarovana nokugwagwadza.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo ciso camambo cakashanduka maari, pfuŋgwa dzake dzikatambudzwa, ɀifundo ɀeciʋuno cake ɀikasunuŋguka, mabvi ake akaroʋana.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mambo akasanduka uso, pfungwa dzikamunetsa mumwoyo, makumbo akarukutika, mabvi ake akarovana nokugwagwadza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Chiso chake chakashanduka akatsvukuruka uye akavhunduka zvikuru, mabvi ake akadedera uye makumbo ake akarukutika.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

6 Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 5:6

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios