Danieri 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 TEKERI, iwe wayerwa paciyero, ukawanikwa wakareruka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Tekere: Makayerwa pachiyero mukawanikwa makareruka. Ver CapítuloShona BIBLE27 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka. Ver Capítulo |