Danieri 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi: Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino muɗanidziri wakaɗanidzira aciti: Munorairwa imi ʋanhu, namarudzi, namarimi, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi: Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo mushamarari akadanidzira zvikuru achiti, “Izvi ndizvo zvamunorayirwa kuti muite, imi vanhu, nemi ndudzi nemi vanhu vemitauro yose: Ver CapítuloShona BIBLE4 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi, Ver Capítulo |