Danieri 2:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Imimi mambo, mambo wamadzimambo, iyemi nyakupiwa naMwari Wedenga dzinyika dzoumambo hwenyu kudai nesimba noukuru nembiri, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Imi mambo muri mambo wamadzimambo, makapiwa naMŋari wokuɗeŋga ʋushe noʋumambo nesimba nokubginya; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 Imi mambo muri mambo wamadzimambo, makapiwa naMwari wokudenga ushe noumambo nesimba nokubwinya; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Imimi mambo, mambo wamadzimambo, iyemi nyakupiwa naMwari Wedenga dzinyika dzoumambo hwenyu kudai nesimba noukuru nembiri, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Imi mambo, muri mambo wamadzimambo. Mwari wokudenga akakupai ushe nesimba noukuru nokubwinya, Ver CapítuloShona BIBLE37 Imi mambo muri mambo wamadzimambo, makapiwa naMwari wokudenga ushe noumambo nesimba nokubwinya; Ver Capítulo |