Danieri 2:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Kwakauya kwamuri imi mambo murere zvenyu pamubhedha pfungwa dzezvichauya mune ramangwana, iye anodudzira zvakavanzika achikuzivisai zvinhu zvichazovapo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Kana muri’mi, mambo, pfuŋgwa dzenyu dzakaʋuya kwamuri muri panhoʋo dzenyu, mukaraŋgarira ɀicazoitwa pashure; ɀino unoziʋisa ɀakaʋanzika, ndiye wakakuziʋisai ɀicazoitwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 kana murimi, mambo, pfungwa dzenyu dzakauya kwamuri muri panhoo dzenyu, mukarangarira zvichazoitwa pashure; zvino anozivisa zvakadzama, ndiye akakuzivisai zvichazoitwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kwakauya kwamuri imi mambo murere zvenyu pamubhedha pfungwa dzezvichauya mune ramangwana, iye anodudzira zvakavanzika achikuzivisai zvinhu zvichazovapo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Pamakanga muvete ipapo, imi mambo, pfungwa dzenyu dzakaenda kuzvinhu zvichauya, uye muzivisi wezvakavanzika akakuratidzai zvichaitika. Ver CapítuloShona BIBLE29 kana murimi, mambo, pfungwa dzenyu dzakauya kwamuri muri panhoo dzenyu, mukarangarira zvichazoitwa pashure; zvino anozivisa zvakadzama, ndiye akakuzivisai zvichazoitwa. Ver Capítulo |