Danieri 2:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Dhanieri akadaira kuna mambo achiti, “Hakuna vangwaru kana vanhu vamapipi kana vamaminimini kunyange nyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vangagone kuonesa kuna mambo chakavanzika ichi chakakumbirwa namambo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Danieri akapindura pamberi pamambo, akati: Cinhu cakaʋanzika, cakarebga namambo, hakunaʋanenjere, kana ŋaŋga, kana ʋacenjeri, kana ʋafemberi ʋaŋgaziʋisa mambo iɀoɀo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Dhanieri akapindura mambo, akati, “Chinhu chakavanzika, chakarehwa namambo, hakuna vane njere, kana n’anga, kana vachenjeri, kana vafemberi vangazivisa mambo izvozvo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dhanieri akadaira kuna mambo achiti, “Hakuna vangwaru kana vanhu vamapipi kana vamaminimini kunyange nyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vangagone kuonesa kuna mambo chakavanzika ichi chakakumbirwa namambo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Dhanieri akapindura akati, “Hakuna munhu akachenjera, kana wamazango, kana nʼanga kana mufemberi angagona kurondedzera kuna mambo chakavanzika chaanobvunza pamusoro pacho Ver CapítuloShona BIBLE27 Dhanieri akapindura mambo, akati, “Chinhu chakavanzika, chakarehwa namambo, hakuna vane njere, kana n'anga, kana vachenjeri, kana vafemberi vangazivisa mambo izvozvo; Ver Capítulo |