La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mambo akabvunza Dhanieri uya akanga ava kunzi Bheriteshaza kuti, “Unogona here kundizivisa hope dzandakarota nedudziro yadzo?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Mambo akapindura, akati kunaDanieri, wainzi Berteshazari: Iwe unogona kundiziʋisa kurota kwandakaʋona, nokuɗudzirwa kwaɀo here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Mambo akapindura, akati kuna Dhanieri, ainzi Bheteshazari. “Iwe unogona kundizivisa kurota kwandakaona, nokududzirwa kwazvo here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mambo akabvunza Dhanieri uya akanga ava kunzi Bheriteshaza kuti, “Unogona here kundizivisa hope dzandakarota nedudziro yadzo?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Mambo akabvunza Dhanieri (iye ainziwo Bheriteshazari), “Iwe unogona here kundiudza zvandakaona pakurota uye ugozvidudzira?”

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

26 Mambo akapindura, akati kuna Dhanieri, ainzi Bheteshazari. “Iwe unogona kundizivisa kurota kwandakaona, nokududzirwa kwazvo here?”

Ver Capítulo Copiar

Danieri 2:26

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios