Danieri 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Danieri akaenda kumba kwake, akandoziʋisa shamŋari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Dhanieri akadzokera kumba kwake akandotsanangurira nyaya yacho kushamwari dzake vanaHanania, Mishaeri naAzaria. Ver CapítuloShona BIBLE17 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Ver Capítulo |