La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Danieri akapinda kunamambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire ŋguʋa, aziʋise mambo kuɗudzirwa kwaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Nokudaro, Dhanieri akapinda kuna mambo akandokumbira nguva kwaari, kuitira kuti agomududzira chiroto chiya.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

16 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 2:16

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios