Danieri 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akaʋudza Ashpenazi, mutariri waʋaranda ʋake, kuti aʋuye naʋamŋe ʋana ʋaIsraeri, ʋorudzi rwamambo norwamacinda; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana vaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akaudza mumwe muyuniki aiva muranda wake mukuru ainzi Ashipenazi kuti auye navamwe vanhu vechiIsiraeri asi vaifanira kuva vokumbahuru vane chiremera, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo mambo akarayira Ashipenazi, mukuru wavatariri veruvazhe, kuti apinze vamwe vavaIsraeri kubva mumhuri youshe nemhuri yemakurukota, Ver CapítuloShona BIBLE3 Mambo akaudza Ashipenazi, mutariri wavaranda vake, kuti auye navamwe vana VaIsiraeri, vorudzi rwamambo norwamachinda; Ver Capítulo |