2 Timoti 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nɀeŋga kutaura kusinehanya naMŋari; nokuti ʋacaramba ʋaciŋgonyanya pakusanamata Mŋari, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Nzvenga kutaura kusina hanya naMwari; nokuti vanhu vacharamba vachingonyanya pakusanamata Mwari, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Siyana nehurukuro dzisina zvoumwari mukati nokuti zvinoramba zvongotungamirira vanhu mune zvisina umwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nzvenga kutaura kusinei naMwari, nokuti vaya vanhu vanodaro vacharamba vachirasikirwa noumwari. Ver Capítulo |