2 Timoti 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana tikatsuŋgirira, ticaɓata ʋushe pamŋe cete naye; kana tikamuramba, iye ucatiramba ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwechete naye; kana tikamuramba, iye achatirambawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwe chete naye. Kana tikamuramba, iye achatirambawo; Ver Capítulo |