2 Timoti 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ishe ŋgaaitire imba yaOnesiforo ŋgoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asiŋganyadziswi neketani yaŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ishe ngaaitire imba yaOnesiferasi ngoni, nokuti kazhinji anondisimbisa uye haana kunyadziswa nengetani dzangu. Ver Capítulo |