1 Timoti 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika uyewo hatikwanisi kubva nechinhu panyika Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokuti hatina‐kuʋuya necinhu panyika, hatigoni ʋo kuɓuɗa tinecinhu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, hatigoniwo kubuda tine chinhu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika uyewo hatikwanisi kubva nechinhu panyika Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, uye hatigoniwo kubuda nechinhu kubva mairi. Ver Capítulo |