La Biblia Online

- Anuncios -




1 Timoti 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Pamberi paMwari anopa upenyu kuzvinhu zvose uye pamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paumboo hwake pamberi paPontio Pirato,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ndinokuraira pamberi paMŋari, unopa ɀinhu ɀose ʋupenyu bgaɀo, napamberi paKristu Jesu, wakapupura kupupura kwakanaka pamberi paPontio Pirato;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ndinokurayira pamberi paMwari, anopa zvinhu zvose zvoupenyu hwazvo, napamberi paKristu Jesu, akapupura kupupura kwakanaka pamberi paPontio Pirato;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Pamberi paMwari anopa upenyu kuzvinhu zvose uye pamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paumboo hwake pamberi paPontio Pirato,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ndinokurayira, pamberi paMwari, anopa upenyu kuzvinhu zvose, napamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paakapa uchapupu pamberi paPondio Pirato,

Ver Capítulo Copiar




1 Timoti 6:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios