1 Timoti 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzidzisa zvinhu izvozvi kuti dzirege kuwana chadzinoshorwa nacho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Raira ʋo ɀinhu iɀi, kuti ʋarege kuʋa necaʋaŋgapomerwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Rayirawo zvinhu izvi, kuti varege kuva nechavangapomerwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzidzisa zvinhu izvozvi kuti dzirege kuwana chadzinoshorwa nacho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Rayirawo vanhu zvinhu izvi, kuitira kuti kurege kuva nomunhu angapomerwa. Ver Capítulo |