1 Timoti 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Uyewo anofanira kuva nezita rakanaka kune vokunze angadaro akafumurwa akapinda muriva raDhiabhori. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋuye ɀe, unofanira kupupurirwa ɀakanaka naʋari kunze, kuti arege kuɀidzwa, nokuɓatwa mumusuŋgo waDiaborosi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Uyezve, unofanira kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuti arege kuzvidzwa, nokubatwa mumusungo waDhiabhorosi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uyewo anofanira kuva nezita rakanaka kune vokunze angadaro akafumurwa akapinda muriva raDhiabhori. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Anofanirawo kupupurirwa zvakanaka navari kunze, kuitira kuti arege kuzvidzwa, uye agowira mumusungo wadhiabhori. Ver Capítulo |