ƲaEfeso 5:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi pakati penyu hapafaniri kutaurwa kunyange zvoupombwe, kana tsvina yemhando ipi zvayo, kana kukara, nokuti izvi hazvina kunaka kuvanhu vatsvene vaMwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi ʋupombge, netȿina yose, kana kuciʋa, ŋgaɀirege kurebga pakati penyu, seɀinofanira ʋatȿene; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Asi upombwe, netsvina yose, kana kuchiva, ngazvirege kurehwa pakati penyu, sezvinofanira vatsvene; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Sechinhu chinokodzerana navatsvene, pakati penyu hapafaniri kana kudomwa zvako upombwe nezvinhu zvose zvakaora kana makaro. Ver Capítulo |