ƲaEfeso 5:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nenzira imwe cheteyo, varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo chaiyo. Uyo anoda mukadzi wake anozvida iye pachake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo ʋo ʋarume ʋanofanira kuɗa ʋakadzi ʋaʋo semiʋiri yaʋo. Unoɗa mukadzi wake, unoɀiɗa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvowo varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo. Anoda mukadzi wake, anozvida; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake Ver Capítulo |