ƲaEfeso 4:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Bvisai shungu dzose, hasha nokutsamwa, kupopota namakuhwa pamwe chete nokuvenga kwose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Shuŋgu dzose, nokutsamŋa, nehasha, nokupopota, nokutuka, neɀakaipa ɀose, ŋgaɀibviswe kwamuri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Shungu dzose, nokutsamwa, nehasha, nokupopota, nokutuka, nezvakaipa zvose, ngazvibviswe kwamuri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose. Ver Capítulo |