ƲaEfeso 4:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Uyo akanga achimboba ngaarege kuzobazve, asi anofanira kushanda, achiita zvinhu zvinobatsira namaoko ake, kuti ave nechaangagovera avo vanoshayiwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Wakaɓa, ŋgaarege kuɓa ɀe; asi ɀirinani kuti atambudzike, aɓate namaʋoko ake ɓasa rakanaka, kuti aʋe necaaŋgapa unoshaiwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Akaba, ngaarege kubazve; asi zviri nani kuti atambudzike abate namaoko ake basa rakanaka, kuti ave nechaangapa anoshaiwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata. Ver Capítulo |