ƲaEfeso 4:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka ndinokuudzai izvi, uye murambire pazviri muna She, kuti hamufaniri kuramba muchirarama savaHedheni, muupenzi hwendangariro dzavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo ndinoreʋa nokupupura cinhu ici munaShe, ndiciti, musaramba mucifamba saʋahedeni, ʋanofamba ʋo noʋupenzi bgokuraŋgarira kwaʋo, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo ndinoreva nokupupura chinhu ichi muna Ishe, ndichiti, musaramba muchifamba savahedheni, vanofambawo noupenzi hwokurangarira kwavo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino izvi ndizvo zvandinotaura ndichisimbisisa kwazvo muzita raTenzi kuti hamufaniri kunge muchagara savahedheni nepfungwa dzavo dzisina maturo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvino izvi ndizvo zvandinotaura ndichisimbisisa kwazvo muzita raTenzi kuti hamufaniri kunge muchagara savahedheni nepfungwa dzavo dzisina maturo. Ver Capítulo |