ƲaEfeso 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kana makanzwa henyu kugoʋerwa kwenyasha dzaMŋari dzandakapiwa pamsoro penyu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Ver Capítulo |