ƲaEfeso 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti makaponeswa nenyasha, kubudikidza nokutenda, uye izvi hazvibvi kwamuri, chipo chaMwari, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; iɀo ɀisiŋgabvi kwamuri, asi cipo caMŋari; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari, Ver Capítulo |