ƲaEfeso 2:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akauya akaparidza rugare kwamuri imi makanga muri kure uye rugare kuna avo vakanga vari pedyo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 akaȿika, akaparidza rugare kwamuri, imi maiʋa kure, norugare kunaiʋo ʋaiʋa pedyo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 akasvika, akaparidza rugare kwamuri, imi maiva kure, norugare kuna ivo vaiva pedyo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akauya akaparidza rugare kwamuri imi maiva kure kure. Akaparidzawo rugare kune vakanga vari padyo Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akauya akaparidza rugare kwamuri imi maiva kure kure. Akaparidzawo rugare kune vakanga vari padyo Ver Capítulo |