ƲaEfeso 2:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 uye mumuviri mumwe chete uyu ayananise vaviri ava kuna Mwari kubudikidza nomuchinjikwa, wakaparadza kuvengana kwavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kuti mumucinjikwa ayananise ɀe ʋose ʋaʋiri, ʋaʋe muʋiri mumŋe kunaMŋari, ɀaakaʋuraya kuʋeŋgana naiwo mucinjikwa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 kuti mumuchinjikwa ayananisezve vose vaviri, vave muviri mumwe kuna Mwari, zvaakauraya kuvengana naiwo muchinjikwa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo. Ver Capítulo |