Obadia 1:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kunyange mukabhururuka segondo mukaruka dendere renyu pakati penyeredzi, kubva ipapo ndichakukandai pasi,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kunyaŋge mukabururukira kumsoro segondo, ʋuye kunyaŋge ɗendere renyu rakaiswa pakati penyeredzi, ndicakuwisirai’po pasi — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 “Kunyange mukabhururukira kumusoro segondo, uye kunyange dendere renyu rikaiswa pakati penyeredzi, ndichakuwisiraipo pasi ndizvo zvinotaura Jehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kunyange zvazvo muri muchadenga imomo segondo, nyange movakira zvenyu dendere renyu pakati penyenyedzi, ikoko ndichakukoromorerai pasi. Ndizvo zviri kutaura TENZI. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kunyange zvazvo muri muchadenga imomo segondo, nyange movakira zvenyu dendere renyu pakati penyenyedzi, ikoko ndichakukoromorerai pasi. Ndizvo zviri kutaura TENZI. Ver Capítulo |