Numeri 9:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Havafaniri kusiya chinhu kusvikira mangwanani kana kuvhuna mapfupa aro. Pavanopemberera Pasika, vanofanira kutevedza mitemo yose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Haʋafaniri kusiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana, kana kuvuna fupa rimŋe rayo, asi ʋanofanira kuitamba ʋaciterera mitemo yose yepaseka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Havafaniri kusiya zvimwe kusvikira mangwana, kana kuvhuna pfupa rimwe rayo, asi vanofanira kuitamba vachiteerera mitemo yose yePasika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 havafanire kusiya kana chii zvacho chayo kusvikira mangwana. Hapana pfupa rechibayiro rayo rinofanira kutyorwa. Ngavaichengete vachitevedza mirao yayo yose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 havafanire kusiya kana chii zvacho chayo kusvikira mangwana. Hapana pfupa rechibayiro rayo rinofanira kutyorwa. Ngavaichengete vachitevedza mirao yayo yose. Ver Capítulo |