Numeri 7:77 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi77 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi namakwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chakanga chiri chipiriso chaPagieri mwanakomana waOkirani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)77 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caPagieri, mŋanakomana waOkrani. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200277 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaPagieri, mwanakomana waOkirani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika77 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waPagieri mwanakomana waOkirani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona77 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waPagieri mwanakomana waOkirani. Ver Capítulo |