Numeri 7:66 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Pazuva regumi, Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaDhani, akauya nechipiriso. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Nezuʋa regumi Ahiezeri, mŋanakomana waAmishadai, mucinda waʋana ʋaDani, wakaʋuya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200266 Nezuva regumi Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, muchinda wavana vaDhani, akauya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. Ver Capítulo |