Numeri 7:48 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Pazuva rechinomwe, Erishama mwanakomana waAmihudhi, mutungamiri wavanhu vokwaEfuremu, akauya nechipiriso chake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Nezuʋa recinomŋe Erishama, mŋanakomana waAmihudi, mucinda waʋana ʋaEfraimi, wakaʋuya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 Nezuva rechinomwe Erishama, mwanakomana waAmihudhi, muchinda wavana vaEfuremu, akauya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. Ver Capítulo |