Numeri 7:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaNashoni mwanakomana waAminadhabhi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caNashoni, mŋanakomana waAminadabi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaNashoni, mwanakomana waAminadhabhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waNahishoni mwanakomana wavaAminadhabhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 kuchizoti zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waNahishoni mwanakomana wavaAminadhabhu. Ver Capítulo |