La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 7:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nokuti Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Zuva rimwe nerimwe, mutungamiri mumwe chete anofanira kuuya nechipiriso chake chokukumikidza aritari.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ŋgaʋaʋuye neɀipo ɀaʋo ɀokutsaurira artari, mucinda mumŋe nomumŋe nomusi wake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ngavauye nezvipo zvavo zvokutsaurira atari, muchinda mumwe nomumwe nomusi wake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Tenzi akataurira Mosesi kuti vanhu ivavo, ngavauye kuzopira zvipo zvavo zvokuturira atari kuna Mwari vachiita mumwechete, mumwechete pazuva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Tenzi akataurira Mosesi kuti vanhu ivavo, ngavauye kuzopira zvipo zvavo zvokuturira atari kuna Mwari vachiita mumwechete, mumwechete pazuva.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 7:11

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios