Numeri 6:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo muprista achazvininira pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira; izvi zvitsvene uye ndezvomuprista, pamwe chete nechipfuva chakaninirwa uye chidya chakakumikidzwa. Shure kwaizvozvo, muNaziri anganwa hake waini. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino muprista unofanira kuɀizuŋguzira pamberi paJehova, ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa; cinhu citȿene comuprista, pamŋe cete necityu cinozuŋguzirwa, neɓandauko rinosimudzwa; ɀino muNaziri uŋganwa waini. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Zvino mupristi anofanira kuzvizunguzira pamberi paJehovha, chive chipiriso chinozunguzirwa; chinhu chitsvene chomupristi, pamwechete nechityu chinozunguzirwa, nebandauko rinosimudzwa; zvino muNaziri anganwe waini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mupristi ngaazviite mupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi. Mugove unoera womupristi pamwechete nechityu chinosimudzwa nechidya chinopirwa. Kana zvose izvozvo zvapera muNazari angachinwa zvake waini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mupristi ngaazviite mupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi. Mugove unoera womupristi pamwechete nechityu chinosimudzwa nechidya chinopirwa. Kana zvose izvozvo zvapera muNazari angachinwa zvake waini. Ver Capítulo |