Numeri 5:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 akavata nomumwe murume, uye izvi zvikavanzwa kumurume wake uye kusvibiswa kwake kusati kwabatwa (sezvo pasina chapupu pamusoro pake uye asati abatwa achiita izvozvo), Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 mumŋe murume akaʋata naye, ɀikaʋanzwa kumurume wake, ɀikasazikanwa, iye akaȿiɓiswa, asi ʋakashaiwa capupu, naiye asina‐kuɓatwa aciita iɀoɀo: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 mumwe murume akavata naye, zvikavanzwa kumurume wake, zvikasazikanwa, iye akasvibiswa, asi vakashaiwa chapupu, naiye asina kubatwa achiita izvozvo;’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 mumwe murume akarara naye zvikasazivikanwa nomurume wake, pasina amuona, asiye akazvin'oresa. Saka hakuna angamupomere mhosva uye panenge pasina chapupu nokuti anenge asina kubatwa achizviita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 mumwe murume akarara naye zvikasazivikanwa nomurume wake, pasina amuona, asiye akazvin'oresa. Saka hakuna angamupomere mhosva uye panenge pasina chapupu nokuti anenge asina kubatwa achizviita. Ver Capítulo |