Numeri 4:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi vaKohati havafaniri kupinda kundotarisa zvinhu zvitsvene, kana kwechinguva, kuti varege kufa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi ŋgaʋarege kupinda kundoʋona imba tȿene, kunyaŋge iri ŋguʋa ɗuku, kuti ʋarege kufa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyange iri nguva duku, kuti varege kufa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Ver Capítulo |