Numeri 3:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaKohati akanga ari Erizafani mwanakomana waUzieri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Erizafani, mŋanakomana waUzieri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaʋaKohati. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. Ver Capítulo |