Numeri 2:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvina, namazana mana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinna, namazana manna. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvina, namazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana. Ver Capítulo |