La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 2:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvitatu, namazana mana.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitatu namazana manna.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 2:30

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios