Numeri 2:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana, namazana mashanu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Boka rake, navakaverengwa kwaari, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Ver Capítulo |