La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 2:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Nechokumavirira kuchava namapoka emisasa yaEfuremu ari pasi pemireza yawo. Mutungamiri wavanhu vokwaEfuremu ndiErishama mwanakomana waAmihudhi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kurutiʋi rwamaʋirazuʋa kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaEfraimi, namapoka aʋo; Erishama, mŋanakomana waAmihudi, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaEfraimi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Kurutivi rwamavirazuva kunofanira kuiswa mureza wemisasa yaEfuremu, namapoka avo; Erishama, mwanakomana waAmihudhi, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaEfuremu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vachadzika matendhe avo nechokumadokero, ndovomureza wedzinza raEfuremu, vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raEfuremu anenge ari Erishama, mwanakomana waAmihudhi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vachadzika matendhe avo nechokumadokero, ndovomureza wedzinza raEfuremu, vachange vari muzvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raEfuremu anenge ari Erishama, mwanakomana waAmihudhi.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 2:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios