La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 10:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Kana mukaenda nesu, tichagovana nemi chinhu chipi nechipi chatichapiwa naJehovha.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kana mukaenda nesu, kana Jehova akatiitira ɀakanaka ɀipi neɀipi, ticakuitirai iɀoɀo ʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kana mukaenda nesu, kana Jehovha akatiitira zvakanaka zvipi nezvipi, tichakuitirai izvozvowo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kana mukaenda nesu tichazokamurirana makomborero ose atichapiwa naTenzi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kana mukaenda nesu tichazokamurirana makomborero ose atichapiwa naTenzi.”

Ver Capítulo Copiar




Numeri 10:32

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios